0:00:00.000,0:00:02.840 Dzivisa musungo wokuenzanisa. 0:00:02.840,0:00:09.360 Kuzvienzanisa nevamwe kutambisa nguva uye simba. 0:00:09.360,0:00:13.520 Nokuti Mwari vakakusika kuti uve wakasiyana nevamwe! 0:00:13.520,0:00:18.200 Kana zvasvika kune destiny, hapana makwikwi. 0:00:18.200,0:00:21.680 Uri izvo zvinonzi naMwari uri. 0:00:21.680,0:00:24.440 Zvauri ndezvako.