1 00:00:00,000 --> 00:00:02,840 Dzivisa musungo wokuenzanisa. 2 00:00:02,840 --> 00:00:09,360 Kuzvienzanisa nevamwe kutambisa nguva uye simba. 3 00:00:09,360 --> 00:00:13,520 Nokuti Mwari vakakusika kuti uve wakasiyana nevamwe! 4 00:00:13,520 --> 00:00:18,200 Kana zvasvika kune destiny, hapana makwikwi. 5 00:00:18,200 --> 00:00:21,680 Uri izvo zvinonzi naMwari uri. 6 00:00:21,680 --> 00:00:24,440 Zvauri ndezvako.