Dzivisa musungo wokuenzanisa. Kuzvienzanisa nevamwe kutambisa nguva uye simba. Nokuti Mwari vakakusika kuti uve wakasiyana nevamwe! Kana zvasvika kune destiny, hapana makwikwi. Uri izvo zvinonzi naMwari uri. Zvauri ndezvako.