Dhiyabhorosi unovenga chokwadi ichi
-
0:00 - 0:08Kamwe wangova muna Jesu Kristu zvechokwadi
-
0:08 - 0:14dhiyabhorosi haana mapindire aangaita muupenyu hwako
-
0:14 - 0:18kunze kwemikova yaunomuvhurira iwe
-
0:18 - 0:21kana kuti mikova inobvumirwa naMwari kuti apinde.
-
0:21 - 0:25haana mukana neupenyu hwako.
-
0:25 - 0:30Simba chete raanaro
-
0:30 - 0:38ndeiro raunomupa(Romans 6:16).
- Title:
- Dhiyabhorosi unovenga chokwadi ichi
- Description:
-
"Kamwe wangova munaJesu Kristu zvirikwazvo, Satani haana mapindirenaangaita muupenyu hwako kunze kwemikova yaunomuvhurira wega kana kuti mikova inenge yatenderwa naMwari mbune kuti apinde.Simba chete raanaro ndeiro raunomupa iwe pachako (Varoma 6:16)"
Mesegi izere kubva kuna mukoma Chris inowanikwa apa - https://www.youtube.com/watch?v=IcSsUKTvwT8
- Video Language:
- English
- Team:
- God's Heart TV
- Duration:
- 0:39
Translation_Admin2 edited Shona subtitles for The Devil HATES This TRUTH! | ||
Evelyn Sharon Chaurura edited Shona subtitles for The Devil HATES This TRUTH! | ||
Evelyn Sharon Chaurura edited Shona subtitles for The Devil HATES This TRUTH! | ||
Evelyn Sharon Chaurura edited Shona subtitles for The Devil HATES This TRUTH! |