< Return to Video

Dhiyabhorosi unovenga chokwadi ichi

  • 0:00 - 0:08
    Kamwe wangova muna Jesu Kristu zvechokwadi
  • 0:08 - 0:14
    dhiyabhorosi haana mapindire aangaita muupenyu hwako
  • 0:14 - 0:18
    kunze kwemikova yaunomuvhurira iwe
  • 0:18 - 0:21
    kana kuti mikova inobvumirwa naMwari kuti apinde.
  • 0:21 - 0:25
    haana mukana neupenyu hwako.
  • 0:25 - 0:30
    Simba chete raanaro
  • 0:30 - 0:38
    ndeiro raunomupa(Romans 6:16).
Title:
Dhiyabhorosi unovenga chokwadi ichi
Description:

Kamwe wangova munaJesu Kristu zvirikwazvo, Satani haana mapindirenaangaita muupenyu hwako kunze kwemikova yaunomuvhurira wega kana kuti mikova inenge yatenderwa naMwari mbune kuti apinde.Simba chete raanaro ndeiro raunomupa iwe pachako (Varoma 6:16)

Mesegi izere kubva kuna mukoma Chris inowanikwa apa - https://www.youtube.com/watch?v=IcSsUKTvwT8

more » « less
Video Language:
English
Team:
God's Heart TV
Duration:
0:39
Translation_Admin2 edited Shona subtitles for The Devil HATES This TRUTH!
Evelyn Sharon Chaurura edited Shona subtitles for The Devil HATES This TRUTH!
Evelyn Sharon Chaurura edited Shona subtitles for The Devil HATES This TRUTH!
Evelyn Sharon Chaurura edited Shona subtitles for The Devil HATES This TRUTH!

Shona subtitles

Revisions Compare revisions