< Return to Video

Dzivisa musungo wekuenzanisa

  • 0:00 - 0:03
    Dzivisa musungo wokuenzanisa.
  • 0:03 - 0:09
    Kuzvienzanisa nevamwe kutambisa nguva uye simba.
  • 0:09 - 0:14
    Nokuti Mwari vakakusika kuti uve wakasiyana nevamwe!
  • 0:14 - 0:18
    Kana zvasvika kune destiny, hapana makwikwi.
  • 0:18 - 0:22
    Uri izvo zvinonzi naMwari uri.
  • 0:22 - 0:24
    Zvauri ndezvako.
Title:
Dzivisa musungo wekuenzanisa
Description:

'' Dzivisa musungo wekuenzanisa. Kuzvienzanisa nevamwe vanhu kuepedza nguva nesimba rako. Nekuti Mwari vakakusika kuti uve unemusiyano! kana takutaura zvemagumo ako, hapana makwikwi.Uri Mwari zvavakati uchava. Zvako ndezvako''

Munogona kuteerera nokuona zvizere panyaya iyi kubva kuna Mukoma Chris apa - https://www.youtube.com/watch?v=ZT4XXHn_9dQ

more » « less
Video Language:
English
Team:
God's Heart TV
Duration:
0:25
Translation_Admin edited Shona subtitles for Avoid The Trap Of COMPARISON!
Evelyn Sharon Chaurura edited Shona subtitles for Avoid The Trap Of COMPARISON!
Evelyn Sharon Chaurura edited Shona subtitles for Avoid The Trap Of COMPARISON!

Shona subtitles

Revisions Compare revisions